Paroles de la chanson Dana Jehovha par Zimpraise

Chanson manquante pour "Zimpraise" ? Proposer les paroles
Proposer une correction des paroles de "Dana Jehovha"

Paroles de la chanson Dana Jehovha par Zimpraise

Wakabata chikomana Samere
Penina Aripo
Wakabata chikomana Samere
Penina aripo oooh ooooh

Mukandisiya ndega ini
muponesi wangu Jesu
Ndingaite rombe

Wakabata chikomana Samere
Penina Aripo
Wakabata chikomana Samere
Penina aripo oooh ooooh

Mukandisiya ndega ini
muponesi wangu Jesu
Ndingaite rombe

Wakabata chikomana Samere
Penina Aripo
Wakabata chikomana Samere
Penina aripo oooh ooooh

Mukandisiya ndega ini
muponesi wangu Jesu
Ndingaite rombe

he he he
Yeya yes
Makomo nemakomo
Zvinomuzivawo kani
kunyange nerufu runomuzivawo kani
Mwari wedu ndimwari wemasimba
Jehovah werugare zvese nerunyararo
Nzizi nehova zvinomukudza
neshiri dzedenga kurarama ndiye
Mwari wedu uyu ndiMwari wemasimba
Kana Zvarema wodana

Dana Jehovah Mwari wemasimba
Kana wotodana ishe anozvinzwa
Dana Jehovah Mwari wemasimba
Aiiyah yahunde Chidana ishe anozvinzwa
Dana jehovah mwari wemasimba
kana wotodana ishe anokunzwa
Dana Jehovah Mwari wemasimba

Muhamedhi haasi Mwari
Kana Bhudha mukoma
Haasi Mwari
Vhunza Bhaari
Haasi Mwari
Oh Maiwe Ashera Haasi Mwari

Muhamedhi haasi Mwari
Kana Bhudha mukoma
Haasi Mwari
Vhunza Bhaari
Haasi Mwari
Oh Maiwe Ashera Haasi Mwari

Wedu anopindura nemoto
Mwari anopindura nemoto
Wedu anopindura nemoto
Mwari anopindura nemoto

Dana Jehovah Mwari wemasimba
Kana wotodana ishe anozvinzwa
Dana Jehovah Mwari wemasimba
Aiiyah yahunde Chidana ishe anozvinzwa
Dana jehovah mwari wemasimba
kana wotodana ishe anokunzwa
Dana Jehovah Mwari wemasimba

Pakavharwa nasatani topinda
kumba kwako
Pakasungwa nasatani topinda
pabasa rako
zvakasungwa nasatani topinda
Tina Jesu Jesu topinda
Zvakasungwa nasatani topinda
tina Jesu Jesu
Pakavharwa nasatani topinda
tina Jesu Jesu topinda

Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo
Ndati Jesu idombo
Idombo

Sahwira wangu wandigona
Bhururu wangu wandigonera
Sahwira wangu apa wasota
kundiudza zvedenga wandigonera
Kundiudza zvajesu wandigonera

Sahwira wangu wandigona
Bhururu wangu wandigonera
Sahwira wangu apa wasota
kundiudza zvedenga wandigonera
Kundiudza zvajesu wandigonera

Dana Jehovah Mwari wemasimba
Dana Jehovah Mwari wemasimba
Dana Jehovah Mwari wemasimba
Dana Jehovah Mwari wemasimba
Dana Jehovah Mwari wemasimba

Paroles.net dispose d’un accord de licence de paroles de chansons avec la Société des Editeurs et Auteurs de Musique (SEAM)

Sélection des chansons du moment